Dhamu reKariba

Dhamu reKariba idhamu gurusa muZimbabwe rakavakwa paRwizi Zambezi nechinangwa chokuwanisa mvura yokusunda magwenya emagesti.

Dhamu rakamira 128 mita kukwira mudenga pakureba ne579 mita kutwasuka. Dhamu reKariba rinobata mvura reLake Kariba rakareba zve280 kilomita richibata 185 cubic kilomita emvura.

Vanamazvikokota vezvekuvaka (engineers) vanonzi Coyne et Bellier ndivo vakagadzira mavakirwo edhamu. Chikamu chekutanga chakavakwa neachi yekongiri mumakore ekubva 1955 kusvika 1959. Chivakwa chakapera mugore 1977 nemutengo wose unosvika $480,000,000. Pakati pekuvaka pakafa vanhu vanosvika 86.

57000 rudzi rwechiTonga raigara nemativi ose pedyo neRwizi Zambezi vakatamiswa nekuda kwekuzara kweDhamu reKariba.

Listed in the following categories:
Tumira chirevo
Matipi & Mazano
Agatha Esterhuizen
9 January 2016
Worthwhile seeing.
Kudza zvimwe zvawanikwa
foursquare.com

Mahotera ari pedyo

Ona mahotera ese Ona zvese
Furnished Self Catering Apartments

kutanga $0

Caribbea Bay resort

kutanga $0

Eagle's Rest

kutanga $70

Lake Safari Lodge

kutanga $85

Lilayi Lodge

kutanga $315

Twangale Park Lusaka

kutanga $94

Zvinokurudzirwa kuona pedyo

Ona zvese Ona zvese
Wedzera kune wishlist
Ndave pano
Akashanyirwa
Lake Kariba

Lake Kariba is a large, man-made lake and reservoir located on the

Wedzera kune wishlist
Ndave pano
Akashanyirwa
Mana Pools

Mana Pools is a wildlife conservation area in northern Zimbabwe

Wedzera kune wishlist
Ndave pano
Akashanyirwa
Independence Stadium (Zambia)

Independence Stadium is a multi-purpose stadium in Lusaka, Zambia. It

Wedzera kune wishlist
Ndave pano
Akashanyirwa
Chinhoyi Caves, Zimbabwe

The Chinhoyi Caves are a group of caves near the town of Chinhoyi in

Wedzera kune wishlist
Ndave pano
Akashanyirwa
Chirundu Bridge

The Chirundu Bridge now consists of two road bridges side by side

Wedzera kune wishlist
Ndave pano
Akashanyirwa
Mazvikadei Dam

Mazvikadei Dam is a dam in Zimbabwe which provides water for farm

Zvakafanana zvevashanyi

Ona zvese Ona zvese
Wedzera kune wishlist
Ndave pano
Akashanyirwa
Cahora Bassa

The Cahora Bassa lake is Africa's fourth-largest artificial lake,

Wedzera kune wishlist
Ndave pano
Akashanyirwa
Aswan Dam

Aswan Dam refers to two dams, both located near Aswan, Egypt. Most

Wedzera kune wishlist
Ndave pano
Akashanyirwa
Akosombo Dam

The Akosombo Hydroelectric Project (Akosombo HEP), usually referred to

Wedzera kune wishlist
Ndave pano
Akashanyirwa
Hoover Dam

Hoover Dam, once known as Boulder Dam, is a concrete arch-gravity dam

Wedzera kune wishlist
Ndave pano
Akashanyirwa
Orlík Dam

The Orlík Dam (Czech: Vodní nádrž Orlík) is the largest hydr

Ona nzvimbo dzese dzakafanana